Dhuteronomi 34:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Jehovha akati kwaari, “Iyi ndiyo nyika yandakavimbisa nemhiko kuna Abhurahama, Isaka naJakobho pandakati, ‘Ndichaipa kuzvizvarwa zvako.’ Ndakuita kuti uione nameso ako, asi haungayambuki mhiri kuti upinde mairi.”

Dhuteronomi 34

Dhuteronomi 34:1-12