Dhuteronomi 33:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvirokwazvo ndimi makada vanhu; vatsvene vose vari muruoko rwenyu. Patsoka dzenyu vose vanopfugama, uye kubva kwamuri vanogamuchira kurayirwa,

Dhuteronomi 33

Dhuteronomi 33:1-4