Dhuteronomi 33:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pamusoro paBenjamini akati,“Regai mudikanwa waJehovha agare norugare maari, nokuti anomudzivirira zuva rose, uye regai uyo anodikanwa naJehovha agare pakati pamapfudzi ake.”

Dhuteronomi 33

Dhuteronomi 33:10-21