Dhuteronomi 32:51 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Izvi zvakaitika nokuti imi muri vaviri hamuna kutendeka kwandiri pamberi pavaIsraeri pamvura yeMeribha Kadheshi murenje reZini uye nokuti hamuna kusimudzira utsvene hwangu pakati pavaIsraeri.

Dhuteronomi 32

Dhuteronomi 32:47-52