Dhuteronomi 32:39 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Chionai zvino kuti ini pachangu ndini Iye! Hakuna mumwe Mwari kunze kwangu, ndinouraya uye ndinopa upenyu, ndakakuvadza uye ndichaporesa, uye hapana anogona kudzikinura muruoko rwangu.

Dhuteronomi 32

Dhuteronomi 32:36-44