Dhuteronomi 32:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti moto watungidzwa nehasha dzangu, idzo dzinopisa kusvikira pasi pegomba rorufu. Dzichaparadza nyika nezvibereko zvayo uye dzichapisa nheyo dzamakomo.

Dhuteronomi 32

Dhuteronomi 32:18-29