Dhuteronomi 32:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakabayira kumadhimoni, asiri Mwari, vamwari vavakanga vasingazivi, vamwari vatsva vakanga vachangomuka, vamwari vakanga vasingazivikanwi namadzibaba enyu.

Dhuteronomi 32

Dhuteronomi 32:11-25