Dhuteronomi 32:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jeshuruni akazokora uye akapfura; aguta nezvokudya, akava mukobvu uye akava namafuta. Akasiya Mwari akamuita uye akaramba Ibwe, Muponesi wake.

Dhuteronomi 32

Dhuteronomi 32:12-25