Dhuteronomi 31:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Mozisi akadana Joshua akati kwaari, pamberi pavaIsraeri vose, “Simba utsunge mwoyo, nokuti unofanira kuenda navanhu ava munyika iyo Jehovha akapika kumadzitateguru avo kuti achavapa, uye unofanira kuigovera kwavari senhaka.

Dhuteronomi 31

Dhuteronomi 31:1-17