Dhuteronomi 31:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti ndinoziva kuti mushure mokunge ndafa imi muchazvishatisa kwazvo uye muchatsauka kubva panzira yandakakurayirai. Pamazuva anouya, njodzi ichakuwirai nokuti muchaita zvakaipa pamberi paJehovha muchimutsamwisa nokuda kwezvakaitwa namaoko enyu.”

Dhuteronomi 31

Dhuteronomi 31:26-30