Dhuteronomi 31:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti ndinoziva kuti vanomukira sei uye kuti mitsipa yavo mikukutu sei. Kana maimukira Jehovha ndichiri mupenyu uye ndiri pakati penyu, ko, kuzoti ndikange ndafa muchamumukira zvakadii!

Dhuteronomi 31

Dhuteronomi 31:23-28