Dhuteronomi 31:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehovha akapa murayiro uyu kuna Joshua mwanakomana waNuni akati, “Simba utsunge mwoyo, nokuti uchauyisa vaIsraeri munyika yandakavavimbisa nemhiko, uye ini pachangu ndichava newe.”

Dhuteronomi 31

Dhuteronomi 31:18-27