Dhuteronomi 31:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino Jehovha akati kuna Mozisi, “Uchavata namadzibaba ako, uye vanhu ava, zvino zvino, vachaita ufeve navamwari vavatorwa venyika yavari kupinda. Vachandirasa uye vachaputsa sungano yandakaita navo.

Dhuteronomi 31

Dhuteronomi 31:8-26