Dhuteronomi 31:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Unganidzai vanhu, varume, vakadzi navana uye navatorwa vagere mumaguta enyu, kuti vanzwe uye vazive kutya Jehovha Mwari wenyu nokutevera zvakanaka mashoko ose omurayiro uyu.

Dhuteronomi 31

Dhuteronomi 31:8-14