Dhuteronomi 3:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Maguta ose iwaya akanga akapoteredzwa namasvingo marefu namasuo namazariro, uye kwakanga kunewo misha mizhinji kwazvo yakanga isina kukomberedzwa namasvingo.

Dhuteronomi 3

Dhuteronomi 3:4-12