Dhuteronomi 3:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

(Ogi mambo weBhashani ndiye chete akasara pane vakasara vevaRefaiti. Mubhedha wake wakanga wakagadzirwa nesimbi uye wakanga wakareba makubhiti mapfumbamwea uye makubhiti manab paupamhi. Uchiriko muRabha ravaAmoni.)

Dhuteronomi 3

Dhuteronomi 3:4-15