Dhuteronomi 29:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino mhinduro yacho ichava yokuti, “Nemhaka yokuti vanhu vake vakasiya sungano yaJehovha, iye Mwari wamadzibaba avo, sungano yaakaita navo paakavabudisa kubva muIjipiti.

Dhuteronomi 29

Dhuteronomi 29:17-29