Dhuteronomi 29:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vana venyu ivo marudzi achazokuteverai uye navatorwa vachauya kubva kunyika dziri kure pavachazoona matambudziko achawira nyika uye nezvirwere zvaicharohwa nazvo naJehovha.

Dhuteronomi 29

Dhuteronomi 29:21-24