Dhuteronomi 29:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana munhu akadaro akanzwa mashoko emhiko iyi, anozviropafadza uye naizvozvo agofunga kuti, “Ndichava norugare, kunyange ndikaramba ndichifamba nenzira yangu.” Izvi zvichauyisa njodzi panyika nyoro uye napanyika yakaoma.

Dhuteronomi 29

Dhuteronomi 29:9-25