Dhuteronomi 28:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehovha achaita kuti vavengi vako, vanokumukira kuti vakurwise, vakundwe pamberi pako. Vachauya kwauri nenzira imwe asi vagotiza vachibva kwauri nenzira nomwe.

Dhuteronomi 28

Dhuteronomi 28:1-11