Dhuteronomi 28:63 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Sezvazvakafadza Jehovha kuti imi mubudirire uye muwande, naizvozvo zvichamufadza kukuitirai zvakaipa nokukuparadzai. Muchadzurwa kubva munyika yamuri kupinda kuti ive yenyu.

Dhuteronomi 28

Dhuteronomi 28:60-65