Dhuteronomi 28:51 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vachaparadza zvibereko zvezvipfuwo zvenyu nezvirimwa zveminda yenyu kusvikira maparadzwa. Havangakusiyirii kana zviyo, waini itsva kana mafuta, kunyange mhuru dzemhou dzenyu kana makwayana amakwai enyu kusvikira maparadzwa.

Dhuteronomi 28

Dhuteronomi 28:48-59