Dhuteronomi 28:39 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ucharima minda yemizambiringa nokuigadzira, asi haunganwi waini yacho kana kutanha mazambiringa acho, nokuti achadyiwa namakonye.

Dhuteronomi 28

Dhuteronomi 28:31-48