Dhuteronomi 28:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nzombe yako ichaurayiwa pamberi pako, asi haungadyi nyama yacho. Mbongoro yako ichatorwa nechisimba kubva kwauri uye haizodzorerwi. Makwai ako achapiwa kuvavengi vako, uye hapana achaanunura.

Dhuteronomi 28

Dhuteronomi 28:28-39