Dhuteronomi 28:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehovha achatuma kutukwa pamusoro pako, nokunyonganiswa uye nokurangwa pazvinhu zvose zvaunobata namaoko ako, kusvikira waparadzwa uye kusvikira waparara nokukurumidza nokuda kwezvakaipa zvawakaita zvokumuramba.

Dhuteronomi 28

Dhuteronomi 28:15-26