Dhuteronomi 28:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehovha achakuita musoro, kwete muswe. Kana ukanyatsoteerera kumirayiro yaJehovha Mwari wako yandinokupa nhasi uye ukachenjerera kuitevera, ucharamba uri pamusoro chete, haungavi pasi.

Dhuteronomi 28

Dhuteronomi 28:11-20