Dhuteronomi 27:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Ngaatukwe munhu anoita chifananidzo chakavezwa kana chakaumbwa, chinhu chinonyangadza Jehovha, basa ramaoko emhizha, uye agochimisa pakavanzwa.” Ipapo vanhu vose vachati, “Ameni!”

Dhuteronomi 27

Dhuteronomi 27:11-23