Dhuteronomi 26:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

utore zvimwe zvezvibereko zvose zvokutanga zvauchakohwa kubva pavhu renyika yauri kupiwa naJehovha Mwari wako ugozviisa mudengu. Ipapo ugoenda kunzvimbo iyo Jehovha Mwari wako achasarudza kuti Zita rake rigarepo,

Dhuteronomi 26

Dhuteronomi 26:1-12