Dhuteronomi 26:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye Jehovha azvireva nhasi kuti imi muri vanhu vake, pfuma yake inokosha sezvaakavimbisa, uye kuti imi muchachengeta mirayiro yake.

Dhuteronomi 26

Dhuteronomi 26:13-19