Dhuteronomi 25:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi haafaniri kupiwa shamhu dzinodarika makumi mana. Kana akarohwa zvakapfurikidza mwero, hama yako inenge yazvidzwa pamberi pako.

Dhuteronomi 25

Dhuteronomi 25:2-9