Dhuteronomi 25:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana Jehovha Mwari wenyu akupai zvose kubva kuvavengi vakakupoteredzai munyika yaari kukupai kuti ive yenyu senhaka, munofanira kudzima kurangarirwa kwaAmareki kubva pasi pedenga. Musazokanganwa!

Dhuteronomi 25

Dhuteronomi 25:10-19