Dhuteronomi 24:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana munhu akawanikwa achitapa hama yake yomuIsraeri uye achimubata senhapwa kana kumutengesa, nyakubata munhu anofanira kufa. Munofanira kubvisa chakaipa pakati penyu.

Dhuteronomi 24

Dhuteronomi 24:5-17