Dhuteronomi 24:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana murume achangobva kuwana, haafaniri kuendeswa kuhondo kana kupiwa rimwe basa zvaro rokuita. Kwegore rimwe chete anofanira kusununguka kuti agare pamba agofadza mukadzi wake waakawana.

Dhuteronomi 24

Dhuteronomi 24:1-8