Dhuteronomi 24:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Usamanikidza mushandi wako kana ari murombo kana munhu anoshayiwa, hazvinei kuti ihama yako muIsraeri kana kuti mutorwa anogara mune rimwe ramaguta enyu.

Dhuteronomi 24

Dhuteronomi 24:7-20