Dhuteronomi 24:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana murume akawana mukadzi akasafadzwa naye nokuti awana chinhu chisina kufanira paari, akamupa rugwaro rwokumuramba, uye akamudzinga kubva mumba make,

Dhuteronomi 24

Dhuteronomi 24:1-10