Dhuteronomi 23:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti havana kuuya kuzokuchingamidzai nechingwa nemvura parwendo rwenyu apo makabuda kubva muIjipiti, uye vakaripa Bharamu mwanakomana waBheori wePetori muAramu Naharaimu kuti akutukei.

Dhuteronomi 23

Dhuteronomi 23:1-11