Dhuteronomi 23:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana ukapinda mumunda womuzambiringa womuvakidzani wako, ungadya mazambiringa ose aunoda asi haufaniri kuisa mamwe mudengu rako.

Dhuteronomi 23

Dhuteronomi 23:22-25