Dhuteronomi 23:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ungaripisa zvako mutorwa mhindu, asi kwete hama yako muIsraeri, kuitira kuti Jehovha Mwari wako akuropafadze pane zvose zvaungabate noruoko rwako munyika yauri kupinda kuti ive yenyu.

Dhuteronomi 23

Dhuteronomi 23:18-25