Dhuteronomi 22:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mukadzi haafaniri kupfeka nguo dzomurume, uye murume haafaniri kupfeka nguo dzomukadzi, nokuti Jehovha Mwari wenyu anonyangadzwa nomunhu anoita izvi.

Dhuteronomi 22

Dhuteronomi 22:1-14