Dhuteronomi 22:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Musaita chinhu kumusikana wacho; haana kuita chivi chinofanira rufu. Mhaka iyi yakafanana neyomunhu anorwisa nokuuraya muvakidzani wake.

Dhuteronomi 22

Dhuteronomi 22:24-30