Dhuteronomi 21:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vaprista, vanakomana vaRevhi vanofanira kuuya pamberi, nokuti Jehovha Mwari wenyu akavasarudza kuti vashumire nokuropafadza muzita raJehovha uye vanofanira kutonga pamhaka dzose dzegakava nedzokurwa.

Dhuteronomi 21

Dhuteronomi 21:1-10