Dhuteronomi 21:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

hamufaniri kusiya chitunha chake chiri pamuti usiku hwose. Muone kuti mamuviga zuva rimwe chetero, nokuti ani naani akasungirirwa akatukwa naMwari. Hamufaniri kusvibisa nyika yamuri kupiwa naJehovha Mwari wenyu senhaka.

Dhuteronomi 21

Dhuteronomi 21:22-23