Dhuteronomi 21:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

kana ogova pfuma yake kuvanakomana vake, haafaniri kupa kodzero yedangwe kumwanakomana womukadzi waanoda pachinzvimbo chomwana wake wedangwe chaiye, mwanakomana womukadzi waasingadi.

Dhuteronomi 21

Dhuteronomi 21:8-20