Dhuteronomi 21:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

kana ukaona pakati pavakatapwa mukadzi akanaka ukamuda, unogona kumutora ave mukadzi wako.

Dhuteronomi 21

Dhuteronomi 21:4-14