Dhuteronomi 20:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana mukakomba guta kwenguva refu, muchirirwisa kuti muripambe, musaparadza miti yaro nokuitema nokuti munogona kudya michero yayo. Musaitema. Ko, miti yomusango vanhu here, zvokuti mungaikomba?

Dhuteronomi 20

Dhuteronomi 20:16-20