Dhuteronomi 20:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi kana vari vakadzi, navana nezvipfuwo uye nezvimwe zvose zviri muguta, munogona kuzvitora sezvakapambwa. Uye mungashandisa zvenyu zvakapambwa izvi zvamuri kupiwa naJehovha Mwari wenyu kubva kuvavengi venyu.

Dhuteronomi 20

Dhuteronomi 20:12-15