Dhuteronomi 20:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana muchienda kundorwa navavengi venyu uye mukaona mabhiza nengoro nehondo huru kupfuura yenyu, musavatya, nokuti Jehovha Mwari, uyo akakubudisai kubva muIjipiti, achava nemi.

Dhuteronomi 20

Dhuteronomi 20:1-7