Dhuteronomi 2:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Jehovha akataura kwandiri, akati, “Musafurusa vaMoabhu kana kuvadenha, nokuti handizokupai chikamu chipi zvacho chenyika yavo. Ndakapa Ari kuvana vaRoti kuti ive yavo.”

Dhuteronomi 2

Dhuteronomi 2:1-14