Dhuteronomi 2:37 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi maererano nokurayira kwaJehovha Mwari wedu hamuna kuswedera kunyika ipi zvayo yavaAmoni, kunyange kunyika iri kurutivi rweJabhoki kana kunyika yakapoteredza maguta ari mumakomo.

Dhuteronomi 2

Dhuteronomi 2:31-37