Dhuteronomi 2:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana woswedera pedyo navaAmoni, usavafurusa kana kuvadenha kuti murwisane, nokuti handingakupei kuti mutore nyika ipi zvayo yavaAmori. Ndakaipa kuti ive yezvizvarwa zvaRoti.”

Dhuteronomi 2

Dhuteronomi 2:11-22